2 Saka vakati vadya zviyo zvose zvavakanga vabva nazvo kuIjipiti, baba vavo vakati kwavari, “Dzokerai mundotitengera zvimwe zvokudya.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 43
Maonero Genesisi 43:2 akapoteredza