Genesisi 43:32 BDMCS

32 Vakamupakurira ari oga, madzikoma vari voga, uye vaIjipita vaidya naye vari voga, nokuti vaIjipita vakanga vasingagoni kudya pamwe chete navaHebheru, nokuti zvinonyangadza kuvaIjipita.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 43

Maonero Genesisi 43:32 akapoteredza