Genesisi 43:33 BDMCS

33 Varume vakanga vakagariswa pamberi pake zvaienderana namazera avo, kubva kudangwe kusvikira kugotwe; uye vakatarisana zvikavakatyamadza.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 43

Maonero Genesisi 43:33 akapoteredza