Genesisi 43:34 BDMCS

34 Pavakagoverwa migove kubva patafura yaJosefa, mugove waBhenjamini wakanga wakawanda kashanu kupinda ani zvake pakati pavo. Saka vakadya nokunwa naye vakasununguka.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 43

Maonero Genesisi 43:34 akapoteredza