Genesisi 44:10 BDMCS

10 Iye akati, “Zvakanaka chaizvo, ngazvive sezvamataura. Ani naani anowanikwa anayo achava nhapwa yangu; vamwe mose hamungapiwi mhosva.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 44

Maonero Genesisi 44:10 akapoteredza