9 Kana mumwe upi zvake wavaranda venyu akawanikwa anayo, ngaafe; uye isu tose tichava nhapwa dzashe wangu.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 44
Maonero Genesisi 44:9 akapoteredza