Genesisi 44:8 BDMCS

8 Takadzoka kwamuri kubva kunyika yeKenani kunyange nemari yatakawana mumiromo yamasaga edu. Saka taizobireiko sirivha kana goridhe mumba matenzi wenyu?

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 44

Maonero Genesisi 44:8 akapoteredza