Genesisi 44:16 BDMCS

16 Judha akapindura akati, “Chiiko chatingataura kuna ishe wangu? Tingataureiko? Tingazvipembedza seiko? Mwari afukura mhosva yavaranda venyu. Zvino tava nhapwa dzashe wedu, isu pachedu naiye awanikwa ano mukombe.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 44

Maonero Genesisi 44:16 akapoteredza