Genesisi 44:17 BDMCS

17 Asi Josefa akati, “Ngazvive kure neni kuti ndiite chinhu chakadai! Munhu awanikwa ano mukombe wangu chete ndiye achava nhapwa yangu. Imi mose, dzokerai kuna baba venyu norugare.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 44

Maonero Genesisi 44:17 akapoteredza