Genesisi 44:18 BDMCS

18 Ipapo Judha akaenda kwaari akati, “Ndapota, ishe wangu, regai muranda wenyu ataure shoko rimwe kuna she wangu. Regai kutsamwira muranda wenyu, kunyange hazvo makaenzana naFaro pachake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 44

Maonero Genesisi 44:18 akapoteredza