Genesisi 45:3 BDMCS

3 Josefa akati kuhama dzake, “Ndini Josefa! Ko, baba vangu vachiri vapenyu here?” Asi hama dzake hadzina kugona kumupindura, nokuti vakanga vachitya pamberi pake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 45

Maonero Genesisi 45:3 akapoteredza