4 Ipapo Josefa akati kuhama dzake, “Swederai henyu kwandiri.” Vakati vaita izvozvo, akati, “Ndini Josefa hama yenyu, wamakatengesa kuIjipiti!
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 45
Maonero Genesisi 45:4 akapoteredza