Genesisi 47:26 BDMCS

26 Saka Josefa akasimbisa izvi somurayiro pamusoro penyika muIjipiti, murayiro uyu uchiri kushanda nanhasi, kuti cheshanu chezvibereko ndechaFaro. Nyika yavaprista bedzi ndiyo yakanga isiri yaFaro.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 47

Maonero Genesisi 47:26 akapoteredza