Genesisi 47:27 BDMCS

27 Zvino vaIsraeri vakagara muIjipiti mudunhu reGosheni. Vakawana pfuma ikoko, vakabereka vana uye vakawanda zvikuru.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 47

Maonero Genesisi 47:27 akapoteredza