Genesisi 47:28 BDMCS

28 Jakobho akagara muIjipiti kwamakore gumi namanomwe, uye akararama kwamakore zana namakumi mana namanomwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 47

Maonero Genesisi 47:28 akapoteredza