6 Vana vose vawakaberekerwa mumashure mavo vachava vako; munyika yavo yenhaka vachazivikanwa pasi pamazita amadzikoma avo.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 48
Maonero Genesisi 48:6 akapoteredza