Genesisi 48:7 BDMCS

7 Pandakanga ndichibva kuPadhani, ndakasuwa nokuti Rakeri akafira munyika yeKenani patakanga tichiri munzira, nhambwe pfupi kubva kuEfurati. Saka ndakamuviga ipapo parutivi rwomugwagwa unoenda kuEfurati” (ndiro Bheterehema).

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 48

Maonero Genesisi 48:7 akapoteredza