10 Tsvimbo youshe haingabvi kuna Judha, uye mudonzvo womutongi pakati pamakumbo ake, kusvikira asvika kumuridzi wawo, uye kuteerera kwendudzi ndokwake.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 49
Maonero Genesisi 49:10 akapoteredza