Genesisi 49:9 BDMCS

9 Uri mwana weshumba, iwe Judha; unodzoka kubva kune zvaunouraya, mwana wangu. Seshumba anonyangira uye anovata pasi, seshumbakadzi, ndiani anotsunga kumumutsa?

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 49

Maonero Genesisi 49:9 akapoteredza