Genesisi 50:13 BDMCS

13 Vakamutakura vakaenda naye kunyika yeKenani uye vakamuviga mubako mumunda weMakapera, pedyo neMamure, rakatengwa naAbhurahama senzvimbo yokuviga kubva kuna Efuroni muHiti, pamwe chete nomunda wacho.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 50

Maonero Genesisi 50:13 akapoteredza