14 Shure kwokuvigwa kwababa vake, Josefa akadzokera kuIjipiti, pamwe chete namadzikoma ake navamwe vose vakanga vaenda naye kundoviga baba vake.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 50
Maonero Genesisi 50:14 akapoteredza