Genesisi 50:15 BDMCS

15 Madzikoma aJosefa akati aona kuti baba vavo vakanga vafa, vakati, “Zvimwe Josefa angadaro achiri kutivenga uye akatitsiva pane zvakaipa zvose zvatakaita kwaari?”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 50

Maonero Genesisi 50:15 akapoteredza