Genesisi 50:3 BDMCS

3 vakapedza mazuva makumi mana azere, nokuti ndiyo yakanga iri nguva yaidikanwa yokusasika. Uye vaIjipiti vakamuchema kwamazuva makumi manomwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 50

Maonero Genesisi 50:3 akapoteredza