Genesisi 50:4 BDMCS

4 Mazuva okuchema akati apera, Josefa akati kune veimba yaFaro, “Kana ndawana nyasha pamberi penyu, nditaurireiwo kuna Faro. Mumuudze kuti,

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 50

Maonero Genesisi 50:4 akapoteredza