Genesisi 50:5 BDMCS

5 ‘Baba vangu vakaita kuti ndipike mhiko uye vakati, “Ini ndava kufa; mundivige muguva randakazvicherera munyika yeKenani.” Zvino regai hangu ndikwire ndinoviga baba vangu; ipapo ndigozodzoka hangu.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 50

Maonero Genesisi 50:5 akapoteredza