Genesisi 6:12 BDMCS

12 Mwari akaona kuti nyika yakanga yaora sei, nokuti vanhu vose panyika vakanga vaodza nzira dzavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 6

Maonero Genesisi 6:12 akapoteredza