Genesisi 6:13 BDMCS

13 Saka Mwari akati kuna Noa, “Ndava kuzoisa magumo kuvanhu vose, nokuti nyika yazara nokurwisana nokuda kwavo. Zvirokwazvo ndiri kuzovaparadza vose pamwe chete nenyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 6

Maonero Genesisi 6:13 akapoteredza