Genesisi 6:3 BDMCS

3 Ipapo Jehovha akati, “Mweya wangu haungarambi uchigara mumunhu nokusingaperi, nokuti inyama; mazuva ake achava makore zana namakumi maviri.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 6

Maonero Genesisi 6:3 akapoteredza