Genesisi 6:4 BDMCS

4 VaNefirimu vakanga vari panyika mumazuva iwayo, uyewo mushure maizvozvo, vanakomana vaMwari vakapinda kuvasikana vavanhu vakaita vana navo. Vakanga vari mhare dzakare, vanhu vaiva nomukurumbira.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 6

Maonero Genesisi 6:4 akapoteredza