Genesisi 6:5 BDMCS

5 Jehovha akaona kuti kuipa kwomunhu panyika kwakanga kuri kukuru sei, uye kuti ndangariro dzokufunga kwomwoyo wake dzakanga dzakaipa bedzi nguva dzose.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 6

Maonero Genesisi 6:5 akapoteredza