Genesisi 6:6 BDMCS

6 Jehovha akazvidemba kuti akanga aita munhu panyika, uye mwoyo wake wakazara nokurwadziwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 6

Maonero Genesisi 6:6 akapoteredza