Genesisi 6:7 BDMCS

7 Saka Jehovha akati, “Ndichabvisa vanhu pamusoro penyika ivo vanhu vandakaisa, vanhu nemhuka, nezvisikwa zvinokambaira pamusoro pevhu, neshiri dzedenga, nokuti ndinozvidemba kuti ndakazviita.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 6

Maonero Genesisi 6:7 akapoteredza