Genesisi 8:11 BDMCS

11 Njiva yakati yadzokera kwaari panguva yamanheru, onei heyo mumuromo mayo yakaruma shizha nyoro rakatanhwa pamuorivhi! Ipapo Noa akaziva kuti mvura yakanga yaserera panyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 8

Maonero Genesisi 8:11 akapoteredza