Genesisi 8:12 BDMCS

12 Akamirirazve kwamamwe mazuva manomwe uye akabudisazve njiva, asi panguva iyi haina kuzodzoka kwaari.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 8

Maonero Genesisi 8:12 akapoteredza