19 Ava ndivo vakanga vari vanakomana vatatu vaNoa, uye kwavari ndiko kwakabva vanhu vakapararira pamusoro penyika.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 9
Maonero Genesisi 9:19 akapoteredza