Habhakuki 1:12 BDMCS

12 Haiwa Jehovha, ko hamugari nokusingaperi here? Mwari wangu, mutsvene wangu, hatingatongofi. Haiwa Jehovha, makavagadza kuti vatonge; imi Dombo, makavagadza kuti varange.

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 1

Maonero Habhakuki 1:12 akapoteredza