Habhakuki 1:13 BDMCS

13 Meso enyu akachena zvokuti haangatarisi zvakaipa; hamungatenderi zvakaipa. Sei zvino muchitendera vanyengeri? Ko, munonyararirei kana vakaipa vachimedza vanovapfuura mukururama?

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 1

Maonero Habhakuki 1:13 akapoteredza