Habhakuki 2:6 BDMCS

6 “Ko, vakatapwa vose havangazomuseki here nezvirahwe zvokumushora vachiti, “ ‘Ane nhamo anozviunganidzira zvakabiwa achizvipfumisa nepfuma yakapambwa! Zvicharamba zvakadai kusvikira riniko?’

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 2

Maonero Habhakuki 2:6 akapoteredza