Habhakuki 2:7 BDMCS

7 Ko, vamakakwereta havangazosimuki pakarepo here? Havangazomuki vakakuvhundutsai here? Ipapo ndimi muchava vakapambwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 2

Maonero Habhakuki 2:7 akapoteredza