Habhakuki 3:13 BDMCS

13 Makauya kuzonunura vanhu venyu, kuzoponesa muzodziwa wenyu. Makaparadza mutungamiri wenyika yavakaipa, mukamufukura kubva kumusoro kusvika kutsoka. Sera

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 3

Maonero Habhakuki 3:13 akapoteredza