Habhakuki 3:16 BDMCS

16 Ndakazvinzwa, hana yangu ikarova, miromo yangu yakadedera pandakanzwa maungira; kuora kwakapinda mumapfupa angu, makumbo angu akadedera. Asi ndichamirira hangu zuva renjodzi kuti riuye pamusoro porudzi ruchatirwisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 3

Maonero Habhakuki 3:16 akapoteredza