17 Kunyange dai muonde ukasatunga maruva, uye mizambiringa ikashayiwa zvibereko, kunyange kubereka kwomuorivhi kukakona, uye minda ikasabereka zvokudya, kunyange dai kukasava namakwai muchirugu uye mombe dzikashayikwa mumatanga.
Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 3
Maonero Habhakuki 3:17 akapoteredza