Habhakuki 3:2 BDMCS

2 Jehovha, ndakanzwa zvomukurumbira wenyu; haiwa Jehovha, ndinomira ndichitya mabasa enyu. Avandudzei pamazuva edu, panguva yedu ngaaziviswe; pakutsamwa kwenyu rangarirai tsitsi.

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 3

Maonero Habhakuki 3:2 akapoteredza