Habhakuki 3:3 BDMCS

3 Mwari akabva kuTemani, iye Mutsvene akabva kuGomo reParani. Sera Umambo hwake hwakazadza matenga uye mbiri yake yakazadza nyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 3

Maonero Habhakuki 3:3 akapoteredza