Habhakuki 3:4 BDMCS

4 Kubwinya kwake kwakaita sokubuda kwezuva; bwerazuva hwakapenya huchibva muruoko rwake, makanga makavigwa simba rake.

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 3

Maonero Habhakuki 3:4 akapoteredza