6 Akamira, akazungunusa nyika; akatarisa, akabvundisa ndudzi dzavanhu. Makomo akare kare akakoromoka uye zvikomo zvakare zvakawira pasi. Nzira dzake dzinogara nokusingaperi.
Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 3
Maonero Habhakuki 3:6 akapoteredza