Habhakuki 3:8 BDMCS

8 Ko, makanga matsamwira nzizi here, Makanga matsamwira zvikova here, nhai Jehovha? Makanga matsamwira gungwa here pamakafambisa mabhiza enyu nengoro dzenyu dzokukunda?

Verenga chitsauko zvakakwana Habhakuki 3

Maonero Habhakuki 3:8 akapoteredza