Hosea 1:1 BDMCS

1 Shoko raJehovha rakasvika kuna Hosea mwanakomana waBheeri panguva yokutonga kwaUzia, Jotamu, Ahazi naHezekia, madzimambo eJudha, napanguva yokutonga kwaJerobhoamu mwanakomana waJehoashi mambo weIsraeri:

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 1

Maonero Hosea 1:1 akapoteredza