Hosea 1:2 BDMCS

2 Jehovha paakatanga kutaura kubudikidza naHosea, Jehovha akati kwaari, “Enda, undozvitorera mukadzi woufeve navana voufeve nokuti nyika ine mhosva yokuita ufeve hwakaipisisa nokuti yakabva kuna Jehovha.”

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 1

Maonero Hosea 1:2 akapoteredza