Hosea 2:23 BDMCS

23 Ndichamusima panyika nokuda kwangu; ndicharatidza rudo kuno uyo wandakati ‘Haasiye wandinoda.’ Ndichati kuna avo vanonzi ‘Havasi vanhu vangu,’ ‘Muri vanhu vangu,’ uye ivo vachati, ‘Muri Mwari wangu.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 2

Maonero Hosea 2:23 akapoteredza